sani makalima usadaro Lyrics
Chorus
Nekuti moyo w___u unoparara, usandidaro ndasara ndega,
Mudiwa w___u uri ruva rangu,
Usadaro, usadaro
Nekuti moyo w___u unoparara, usandidaro ndasara ndega,
Usadaro, usadaro, usadaro oohh
Verse
Ndogarandichikufunga, muhope ndinorota,
mudiwa ndokusuwa, uhhm uhhm
hapana mumwe wandingade, kunze kwako iwewe,
mudiwa usadaro
Chorus
Nekuti moyo w___u unoparara, usandidaro ndasara ndega,
Mudiwa w___u uri ruva rangu,
Usadaro, usadaro
Nekuti moyo w___u unoparara, usandidaro ndasara ndega,
Usadaro, usadaro, usadaro oohh
Verse
Chii chandakatadza, zvese ndakakupa, rudo rwangu, mwoyo w___u,
zvese zvangu ooh ooh
wandisiya ndirindega, misodzi ndinochema, misodzi yoyerera,
usandidaro ooh ooh
Chorus
Nekuti moyo w___u unoparara, usandidaro ndasara ndega,
Mudiwa w___u uri ruva rangu,
Usadaro, usadaro
Nekuti moyo w___u unoparara, usandidaro ndasara ndega,
Usadaro, usadaro, usadaro oohh
See also:
JustSomeLyrics
83
83.15
WISHBONE ASH Some conversation Lyrics
(Acoustic) Def Leppard Armageddon it Lyrics