DECIBEL Chido Lyrics

Oh this is something brand new inside 2002
And its from Decibel once againand it
goes like so
Right, sing it

[1]
Chido ah dai zvaibvira oh oh
Waindipa rudo rwako rwese
Usinganyimi rwako dhiya
Chido ah dai zvaibvira oh oh
Waindipa rudo rwako rwese
Rwako dhiya

Dai zvaibvira oh oh
Taidai tichidanana nekuyanana
Dai zvaibvira oh oh
Mwari wedu aizotikomborera
Dai zvaibvira oh oh
Waisada k__bondiwomesera
Dai zvaibvira oh oh
Uri w___u uri svovi yangu
Dai zvaibvira oh oh
Night and day ndaisakusuwa
Dai zvaibvira oh oh
Moyo w___u usingandirwadzi

Chido ndinoda kugara newe
Kufara newe, kudana nekutamba
Uri w___u iwe
Ndingafare sei usipo Chido
Inga uri w___u uzere nerudo
Ndingamupeiko mwana akapenga
pachivhenda vanoti nakupenda
Chido chemoyo ooh

Chorus:
Chido mudiwa w___u Chido eh
Chido mudiwa w___u Chido eh
Chido chemoyo w___u oh
Chido chemoyo w___u oh

Dai zvaibvira oh oh
Vanhu vese vaingosiyana nesu
Dai zvaibvira oh oh
Vasingapindire kukanganisa rudo rwedu
Dai zvaibvira oh oh
Tivanyadzise vose avo vane shanje
Dai zvaibvira oh oh
Ndikwanise kukupa chose chaunoda
Dai zvaibvira oh oh
Umwe w___u mai vevana vangu

Nyangwe zvikaoma sei ndiripo Chido
Ziva rudo rwangu ini nderwako
Tichagara bho iwe neni Chido
Iwe uri w___u ini ndiri wako

Ndinokunetsa zvose ndazvipedza
Zvokutamba zvose ndaregedza
Chido chemoyo w___u ohh

Chorus

Repeat [1]

Chorus.. till end

See also:

83
83.16
Pedro Aznar Joana Francesca Lyrics
artist The 59th Street Bridge Song (Feeling Groovy) Lyrics