Tongai Moyo Murozvi mukuru Lyrics

Vazhou werere
( Samanyemba iyaya iyaya Samanyemba)
Uyai nemwana
( Samanyemba iyaya iyaya Samanyemba)
Amai vemwana
( Samanyemba iyaya iyaya Samanyemba)
Sarai nemwana
Zuva ravira
Vakomana vasvika
Utakataka yauya
Munovaziva mose
Vakomana veKwekwe ava
Vakomana vemucheno

Uyu ndiyani
uyu ndiRoni
Mukomana murefu uyu
Munomuziva mose
Uyu ndimaChapo uyu
Alois MaChapo
Kakomana kapfupi aka
Uyu NdiPaul
Murovi wengoma
Uyu ndiyani
Uyu ndiMavare uyu
kakomana kemucheno
Uyu ndiHusvu
Mukomana wekuzvida

Tarirai muone Aka ndiyani
Aka ndiPati
Kakomana kekutamba aka
Tarirai muone
Uyu ndiyani
Mukomana wetundebvu
uyu ndiShumba
Mukomana wemakaro uyu

Ko ini ndiyani
Ini ndini Dhewa
Ko ini ndini aniko ini
O uyu ndini Dhewa
Muranda imoyo
Murozvi mukuru
Munondiziva mose
Vazhou werere
Uyai nemwana
Amai vemwana
Sarai nemwana
Zuva ravira
Vakomana vasvika
Utakataka yauya
Utakataka ndeyenyu
Utakataka ndivava

Vazhou werere
Uyai nemwana
Amai vemwana
Sarai nemwana
Zuva ravira
Vakomana vasvika
Utakataka yauya
Vakomana veKwekwe ava
Tinovaziva tose
Vakomana vemucheno

Uyu ndiyani
uyu ndiRoni
Mukomana murefu uyu
Munomuziva mose
Uyu ndimaChapo uyu
Alois MaChapo
Uyu NdiPaul
Murovi wengoma ka
Uyu ndiyani
Uyu ndiShumba
Mukomana wemakaro uyu

Ko ini ndiyani
Ini ndini Dhewa
Muranda iwoyu
Murozvi mukuru
Vene venyika
Madzimbabwe ndiwaya
Murozvi aka
Madzimbabwe ndiwaya
Tisu takaavaka aya
VaJera varipi
Vagotumbura
Mhondoro yemvura

Vazhou werere
Uyai nemwana
Amai vemwana
Sarai nemwana
Vakomana vasvika
Utakataka yauya

See also:

83
83.18
David Sylvian The Only Daughter Remixed By Jan Bang And Erik Honore Lyrics
Super Junior-K.R.Y. Super Junior Ost.Hyena [K.R.Y] - Han Sarammanuel (The one I love) Lyrics