John Chibadura madiro Lyrics

Ndaimbodanana nemudiwa w___u jane x2

Asi nhasi uno zvandinetsa jane x2

Ndakanwza kuti unoda kundiramba jane x2

nekuti ini handina mota jane

Zvino ukandiramba ini hazvindirwadze jane

Kana ukandiramba ini hazvindinetse jane

Ukandiramba ndoita madiro x4

(Kana wandiramba ndoita madiro
madiro madiro madiro)
x2

Wazofambireiko nemaraini
uchitaura kuti hauchandida
wakatyeiko kuuya kwandiri kuzondiudza pachena
Kuti joe ini handichakuda
Chokwadi hachigumbure
Chokwadi hachigumbure Jane wee

Waizofambireiko nemaraini
uchitaura kuti hauchandida
wakatyeiko kuuya kwandiri kuzondtaurira pachena
Kuti john ini handichakuda
Chokwadi hachigumbure
Chokwadi hachigumbure Jane wee

Zvino ukandiramba ini handirwadze Jane
kana Ukandiramba ini hazvindinetse jane

Ukandiramba ndoita madiro x4

(Kana wandiramba ndoita madiro
madiro madiro madiro)
x2

He-eeee handigaye
Kana ukandiramba ndoziva kuti ndoita zvandinoda
Mota haizi rudo kani nhai

Ukandiramba ndoita madiro x4

See also:

94
94.96
06. Ne-Yo Because Of You Lyrics
Bunkface Last Minute Lyrics